Revision 25516 of "Kukohwa (kubatanidza)" on snwiki

Panoitwa mabasa e[[hushangazhi]], shoko rokuti '''kukohwa''' (Assembling or putting together) rinoreva kubatanidza nhengo dzechinhu dzambotanga dzakapararana. Chinobatanidzwa chingava [[turuzi]] kana muchina wakaita se[[muchovha]], kana television.

Mashandisirwo eshoko iri pano anoda kufanana nokushandiswa kunoitwa mu[[kurima]] nokuti kukohwa pakurima kunoreva kubatanidzwa kana kuuunganidzwa pamwe kwezvirimwa zvasvika.

== Tsika ==

Michovha iri '''kukohweredzwa''' kuHarare paWillowvale Madza Motor Industries.

[[Category:Hushangazhi]]