Revision 32251 of "Mbonga" on snwiki

[[File:Sisters (Daughters of Mary) Roman Catholic Singing.jpg|thumb|250px]]

'''Mbonga''' (Nun in English) zvinoreva mudzimai akapikira kusaroorwa kuti nemhaka yokuda kuita basa reKereke kana basa raMwari. MaKereke anoita mbonga ndiwo eAnglican neRoman Catholic. Mbonga dzinogara pamusha wadzo dzoga panenge pasina varume vanogarapo.

[[Category:Chinamato]]