Revision 50033 of "Wayne takundwa" on snwiki

''alias: scientist-/ wayne. Takundwa is born in City Med''<p>
Wayne Takundwa anobva kumhuri yakwaMagaya.Magaya family get together anenge aripo.Wayne shamwari dzake dzinoti [[Takudzwa]].Wayne anechiroto chake chekuita scientist .Wayne anoziva science zvekuti .Kumaraini kwake anonzi Science Kid.Wayne anogara muZimbabwe Muchitungwiza.Wayne<u> anemafriends aanoziva vekuget together vanoti Loyd , Pardon neumwe musikana wezera rake anonzi Tendai.</u>
==Zvinhu zvakagadzirwa naWayne==
Wayne akagadzira zvinhu zvinoshamisa nyangwe kumascientist.Akagadzira [[hydrogen]], remite controlled car , wifi decorder , [[gamma rays]].Zvinhu izvi akazvifadzira neshungu uye arikuti ndinoda kugadzira static positive bomb.Ezvino richiri papreparation.Akati ndonoda kustuder mapositive and negative explosion