Difference between revisions 50031 and 51990 on snwiki''alias ;man of God or Prophet''<p> Prophet Walter Magaya ndiye muridzi wechechi inonzi PHD.PHD zvichimirira prophetic healing and deliverance.Prophet vane guest house kunouya mavisiters kuzonama kozoita holy ground riri padhuze nechurch yavo. ==History== kudara PHD yainzi BLCC meaning blood5H arikowo ikoko of the lamb christian community.BLCC yaiva church yemhuru ende vanhu vaiuya vaiiti [[wayne takundwa]] , Magaya Family yimwe .Wahne Takundwa ipart yeMagaya family asi vamwe vekumagaya family vaisauya.Asi Prophet pavakaenda kuSCOAN vakadzoka vaive nemweya waJehovah hukuru wekunamatira vanhu.Pavakadzoka vakaitira church yavo paCreche but izvineizvi vakabatsirwa naMwari vobva vakudza church yavo kuWater Falls KuHarare.== ==Family Members== Mafamily members ekwa magaya anoti Mamha vake Emma Muvirimu, Mwana wake Junior Walter , Mhuri yake Wayne Takundwa ,Taurai Takundwa , Claris Takundwa ,Tendai //unknown surname// , Notando //unknown surname// , Pardon nevamwe vandasiirira.Mhuri yake yakamubatsira kuti avemunhu zvaari nhasi All content in the above text box is licensed under the Creative Commons Attribution-ShareAlike license Version 4 and was originally sourced from https://sn.wikipedia.org/w/index.php?diff=prev&oldid=51990.
![]() ![]() This site is not affiliated with or endorsed in any way by the Wikimedia Foundation or any of its affiliates. In fact, we fucking despise them.
|