Difference between revisions 51990 and 51991 on snwiki

''alias ;man of God or Prophet''<p>
Prophet Walter Magaya ndiye muridzi wechechi inonzi PHD.PHD zvichimirira prophetic healing and deliverance.Prophet vane guest house kunouya mavisiters kuzonama kozoita holy ground riri padhuze nechurch yavo.
==5H arikowo ikokoPhd kudhara yainzi a of the lamb christian community.BLCC yaiva church yemhuru ende vanhu vaiuya vaiiti [[wayne takundwa]] , Magaya Family yimwe .Wahne Takundwa ipart yeMagaya family asi vamwe vekumagaya family vaisauya.Asi Prophet pavakaenda kuSCOAN vakadzoka vaive nemweya waJehovah hukuru wekunamatira vanhu.Pavakadzoka vakaitira church yavo paCreche but  izvineizvi vakabatsirwa naMwari vobva vakudza church yavo kuWater Falls KuHarare.==
==Family Members==
Mafamily members ekwa magaya anoti  Mamha vake	Emma Muvirimu, Mwana wake Junior Walter , Mhuri yake Wayne Takundwa ,Taurai Takundwa , Claris Takundwa ,Tendai //unknown surname// , Notando //unknown surname// , Pardon nevamwe vandasiirira.Mhuri yake yakamubatsira kuti avemunhu zvaari nhasi